Mabasa 21:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Iwe chiita zvatinokuudza. Tine varume vana vakaita mhiko! Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Naiɀoɀo ita iɀi ɀatinotaura kwauri: Tinaʋarume ʋanna ʋakaɀisuŋga nokupika; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Naizvozvo ita izvi zvatinotaura kwauri, tina varume vana vakazvisunga nokupika; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Iwe chiita zvatinokuudza. Tine varume vana vakaita mhiko! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Iwe chiita zvatinokuudza. Tine varume vana vakaita mhiko! Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 saka iwe chiita zvatinokuudza zvino. Tina varume vana pano vakaita mhiko. Viz kapitola |