Mabasa 21:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino zvoitwa sei? Vachazvinzwa kuti wakauya. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino toɗiniko? Ʋacanzwa haʋo kuti waȿika. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200222 Zvino todiniko? Vachanzwa havo kuti wasvika. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Zvino zvoitwa sei? Vachazvinzwa kuti wakauya. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona22 Zvino zvoitwa sei? Vachazvinzwa kuti wakauya. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Zvino toita seiko? Vachanzwa zvirokwazvo kuti wauya, Viz kapitola |