Mabasa 21:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Patakawana chikepe chaiyambukira kuFonisia takachikwira tikaenda. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Takati tawana’po cikepe, caiyambukira Finikia, tikapinda mukati maco, tikaenda. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20022 Takati tawanapo chikepe, chaiyambukira Fonikia, tikapinda mukati macho, tikaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Patakawana chikepe chaiyambukira kuFonisia takachikwira tikaenda. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona2 Patakawana chikepe chaiyambukira kuFonisia takachikwira tikaenda. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Takawana chikepe chaiyambuka chichienda kuFonisia, tikakwira machiri tikaenda. Viz kapitola |