Mabasa 21:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Paakaramba kudzoreka, takarega kutaura tikati, “Kuda kwaTenzi ngakuitwe.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino wakati aciramba kukundwa, tikanyarara, tikati: Kuɗa kwaShe ŋgakuitwe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino akati achiramba kukundwa, tikanyarara, tikati, “Kuda kwaIshe ngakuitwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Paakaramba kudzoreka, takarega kutaura tikati, “Kuda kwaTenzi ngakuitwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Paakaramba kudzoreka, takarega kutaura tikati, “Kuda kwaTenzi ngakuitwe.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Paakaramba kudziviswa, isu takamurega tikati, “Kuda kwaShe ngakuitwe.” Viz kapitola |