Mabasa 21:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pauro akapindura achiti, “Ko muri kuiteiko, kuchema muchindibaya mwoyo kudai. Inga wani ndakatogadzirira, kwete chete kusungwa, asi kana kutofira zita raTenzi Jesu kuJerusaremu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ipapo Pauro akapindura, akati: Munoiteiko, mucicema nokuputsa mŋoyo waŋgu? Nokuti ini handina‐kuɀigadzirira kusuŋgwa ɓedzi, asi kunyaŋge kufira zita raShe Jesu paJerusarema. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Ipapo Pauro akapindura, akati, “Munoiteiko, muchichema nokuputsa mwoyo wangu? Nokuti ini handina kuzvigadzirira kusungwa bedzi, asi kunyange kufira zita raIshe Jesu paJerusaremu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Pauro akapindura achiti, “Ko muri kuiteiko, kuchema muchindibaya mwoyo kudai. Inga wani ndakatogadzirira, kwete chete kusungwa, asi kana kutofira zita raTenzi Jesu kuJerusaremu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Pauro akapindura achiti, “Ko muri kuiteiko, kuchema muchindibaya mwoyo kudai. Inga wani ndakatogadzirira, kwete chete kusungwa, asi kana kutofira zita raTenzi Jesu kuJerusaremu.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Pauro akapindura akati, “Seiko muchichema uye muchirwadzisa mwoyo wangu? Ini ndakagadzirira kwete kusungwa kwoga, asi kufawo muJerusarema nokuda kwezita raIshe Jesu.” Viz kapitola |