Mabasa 21:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Paakauya kwatiri akatora bhande raPauro akazvisunga makumbo namaoko akati zvanzi naMweya Mutsvene, “Ndiko kusungwa kuchaitwa, navaJudha vokuJerusaremu, muridzi webhande iri vachizomuturira mumaoko evechirudzi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 akaʋuya kwatiri, akatora banhire raPauro, akaɀisuŋga makumbo namaʋoko ake, akati: Mŋeya Mutȿene unoreʋa kuɗai: Saiɀoɀo ʋaJuda paJerusarema ʋacasuŋga murume, mŋene webanhire iri, nokumuisa pamaʋoko aʋahedeni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 akauya kwatiri, akatora bhanhire raPauro, akazvisunga makumbo namaoko ake, akati, “Mweya Mutsvene anoreva kudai, saizvozvo vaJudha paJerusaremu vachasunga murume, mwene webhanhire iri, nokumuisa pamaoko avahedheni.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Paakauya kwatiri akatora bhande raPauro akazvisunga makumbo namaoko akati zvanzi naMweya Mutsvene, “Ndiko kusungwa kuchaitwa, navaJudha vokuJerusaremu, muridzi webhande iri vachizomuturira mumaoko evechirudzi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Paakauya kwatiri akatora bhande raPauro akazvisunga makumbo namaoko akati zvanzi naMweya Mutsvene, “Ndiko kusungwa kuchaitwa, navaJudha vokuJerusaremu, muridzi webhande iri vachizomuturira mumaoko evechirudzi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asvika kwatiri, akatora bhanhire raPauro, akabva azvisunga makumbo namaoko ake naro akati, “Mweya Mutsvene anoti, ‘Nenzira imwe chete iyoyi, vaJudha vokuJerusarema vachasunga muridzi webhanhire vagomuisa mumaoko eveDzimwe Ndudzi.’ ” Viz kapitola |