Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 21:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Patakamboti garei kwamazuva akati kuti, mumwe muporofita anonzi Agabhusi akadzika achibva kuJudhea.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ɀino takati ticigara’po mazuʋa mazhinji, mumŋe muprofita, wainzi Akabo, akaɓuruka acibʋa Judea,

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Zvino takati tichigarapo mazuva mazhinji, mumwe muporofita, ainzi Akabho, akaburuka achibva Judhea,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 Patakamboti garei kwamazuva akati kuti, mumwe muporofita anonzi Agabhusi akadzika achibva kuJudhea.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 Patakamboti garei kwamazuva akati kuti, mumwe muporofita anonzi Agabhusi akadzika achibva kuJudhea.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Shure kwokugara kwedu ipapo kwamazuva akati kuti, muprofita ainzi Agabhusi akasvika achibva kuJudhea.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 21:10

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy