Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 20:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Makanga muine mwenje yakawanda muimba yapamusoro matakanga takaungana.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Kwakaŋga kunemŋenje mizhinji muimba yokumsoro, matakaŋga taʋuŋgana.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Kwakanga kune mwenje mizhinji muimba yokumusoro, matakanga taungana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Makanga muine mwenje yakawanda muimba yapamusoro matakanga takaungana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Makanga muine mwenje yakawanda muimba yapamusoro matakanga takaungana.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

8 Makanga mune mwenje mizhinji muimba yapamusoro matakanga tichisangana.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 20:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy