Mabasa 20:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 nokuti handina kuteta kukutaurirai pachena zvirongwa zvose zvaMwari. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Nokuti handina‐kutya kukuparidzirai kuɗa kwose kwaMŋari. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200227 Nokuti handina kutya kukuparidzirai kuda kwose kwaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 nokuti handina kuteta kukutaurirai pachena zvirongwa zvose zvaMwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona27 nokuti handina kuteta kukutaurirai pachena zvirongwa zvose zvaMwari. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Nokuti handina kuzeza kukuparidzirai kuda kwose kwaMwari. Viz kapitola |