Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 20:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Handina kumbozeza kukutaurirai pachena chose chakanga chiine basa ndichikudzidzisai zviri pachena imba nemba

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 kuti handina‐kutya kukuparidzirai ɀiŋgakuɓatsirai nokukudzidzisai pacena padzimba dzose;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 kuti handina kutya kukuparidzirai zvingakubatsirai nokukudzidzisai pachena padzimba dzose;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Handina kumbozeza kukutaurirai pachena chose chakanga chiine basa ndichikudzidzisai zviri pachena imba nemba

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Handina kumbozeza kukutaurirai pachena chose chakanga chiine basa ndichikudzidzisai zviri pachena imba nemba

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Munozviziva kuti handina kuzeza kuparidza kana chinhu chaizokubatsirai imi, asi ndakakudzidzisai pachena uye muimba neimba.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 20:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy