Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 20:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 nokuti Pauro akanga afunga kuenda nechikepe achipfuura nokuEfesusi kuti arege kupedza nguva ari kuAsia nokukurumidzira kuva kuJerusaremu, kana zvaigoneka pazuva rePendekosti.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Nokuti Pauro wakaŋga ati: Ndicapfuʋura Efeso necikepe, kuti arege kunonoka paAsia; nokuti wakaŋga acikurumidza kuti kana aiɀigona aʋe Jerusarema nezuʋa rePentekosta.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Nokuti Pauro akanga ati, ndichapfuura Efeso nechikepe, kuti arege kunonoka paAsia; nokuti akanga achikurumidza kuti kana aizvigona ave Jerusaremu nezuva rePendekositi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 nokuti Pauro akanga afunga kuenda nechikepe achipfuura nokuEfesusi kuti arege kupedza nguva ari kuAsia nokukurumidzira kuva kuJerusaremu, kana zvaigoneka pazuva rePendekosti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 nokuti Pauro akanga afunga kuenda nechikepe achipfuura nokuEfesusi kuti arege kupedza nguva ari kuAsia nokukurumidzira kuva kuJerusaremu, kana zvaigoneka pazuva rePendekosti.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Pauro akanga afunga zvokupfuura napaEfeso nechikepe achiitira kuti vasapedza nguva vari munyika yeEzhia nokuti akanga achimhanyira kusvika kuJerusarema, kana zvaibvira, nezuva rePendekosti.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 20:16

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy