Mabasa 20:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Takabvapo nechikepe. Mangwana acho takasvika pakatarisana neKiosi. Ramangwana acho takapfuura napaSamosi. Ramangwanawo tikasvika kuMiretusi Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 tikabva ipapo necikepe, fume maŋgwana tikaȿika pakatarisana neKiyo; fume maŋgwana tikapfuʋura napaSamo; fume maŋgwana ɀe tikaȿika Mireto. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 tikabva ipapo nechikepe, fume mangwana tikasvika pakatarisana neKiyo; fumwe mangwana tikapfuura napaSamo; fumwe mangwanazve tikasvika Mireto. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Takabvapo nechikepe. Mangwana acho takasvika pakatarisana neKiosi. Ramangwana acho takapfuura napaSamosi. Ramangwanawo tikasvika kuMiretusi Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Takabvapo nechikepe. Mangwana acho takasvika pakatarisana neKiosi. Ramangwana acho takapfuura napaSamosi. Ramangwanawo tikasvika kuMiretusi Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Fume mangwana takamukapo nechikepe tikandosvika pakatarisana neKiyosi. Zuva rakatevera iroro takayambuka tikasvika kuSamosi, uye zuva rakatevera takasvika paMiretasi. Viz kapitola |