Mabasa 20:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Paakasangana nesu kuAsosi, takamukwidza muchikepe tikaenda kuNitirene. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Takati tasoŋgana naye paAso, tikamutora, tikandoȿika Mitirene; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Tikati tasangana naye paAso, tikamutora, tikandosvika Mitirene; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Paakasangana nesu kuAsosi, takamukwidza muchikepe tikaenda kuNitirene. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Paakasangana nesu kuAsosi, takamukwidza muchikepe tikaenda kuNitirene. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Paakasangana nesu paAsosi, takamukwidza tikapfuurira kuMitirene. Viz kapitola |