Mabasa 20:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakatora mukomana voenda naye ari mupenyu zvikavanyaradza zvikuru. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakaʋuya nomukomana ari mupenyu, ʋakanyaradzwa kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vakauya nomukomana ari mupenyu, vakanyaradzwa kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vakatora mukomana voenda naye ari mupenyu zvikavanyaradza zvikuru. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vakatora mukomana voenda naye ari mupenyu zvikavanyaradza zvikuru. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vanhu vakatora mujaya uya vakaenda naye kumusha ari mupenyu uye vakanyaradzwa zvikuru. Viz kapitola |