Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 2:37 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Zvino pavakanzwa izvi vakabaiwa mwoyo vakati kuna Pita nokuna vamwe vapositori: “Hama, ko zvino toiteiko?”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

37 Ɀino ʋakati ʋacinzwa iɀoɀo, ʋakaɓayiwa pamŋoyo, ʋakati kunaPetro nokunaʋamŋe ʋaapostora: Ʋarume, hama, ticaiteiko?

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

37 Zvino vakati vachinzwa izvozvo, vakabayiwa pamwoyo, vakati kuna Petirosi nokuna vamwe vapostori, “Varume, hama, tichaiteiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

37 Zvino pavakanzwa izvi vakabaiwa mwoyo vakati kuna Pita nokuna vamwe vapositori: “Hama, ko zvino toiteiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

37 Zvino pavakanzwa izvi vakabaiwa mwoyo vakati kuna Pita nokuna vamwe vapositori: “Hama, ko zvino toiteiko?”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

37 Vanhu vakati vachinzwa izvozvo, vakabayiwa pamwoyo vakati kuna Petro navamwe vapostori, “Hama, tichaiteiko?”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 2:37

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy