Mabasa 2:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Chiripo ndechokuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga asi iye pachake anototi: “Tenzi akati kuna Tenzi wangu, ‘Gara kurudyi kwangu Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Nokuti Davidi haana‐kukwira kuɗeŋga, asi unoti amene: Ishe wakati kunaShe waŋgu: Gara kurudyi rwaŋgu, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Nokuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga, asi anoti amene, ‘Ishe akati kuna Ishe wangu, Gara kurudyi rwangu, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Chiripo ndechokuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga asi iye pachake anototi: “Tenzi akati kuna Tenzi wangu, ‘Gara kurudyi kwangu Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Chiripo ndechokuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga asi iye pachake anototi: “Tenzi akati kuna Tenzi wangu, ‘Gara kurudyi kwangu Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Nokuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga, asi iye akati: “ ‘Ishe akati kuna She wangu: “Gara kuruoko rwangu rworudyi Viz kapitola |