Mabasa 2:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 ɀaaiʋona ɀiri mberi, wakareʋa pamsoro pokumuka kwaKristu, kuti haanakusiyiwa paHadesi, nenyama yake hainakuʋora. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200231 zvaaiona zviri mberi, akareva pamusoro pokumuka kwaKristu, kuti haana kuora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona31 akafanoona akataura nezvokumuka kwaMesia achiti, “Haana kusiiwa munzvimbo yavafi uye muviri wake hauna kuora. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 Achiona zviri mberi, akataura nezvokumuka kwaKristu, kuti akanga asina kusiyiwa muguva, uye muviri wake hauna kuona kuora. Viz kapitola |