Mabasa 2:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vose vakakatyamara vakakangaidzwa vachitaurirana vachiti, “Ko zvinoreveiko izvi?” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ʋakakatyamara ʋose, ʋakakaŋganiswa, ndokutaurirana, ʋaciti: Iɀi ɀinoti kuɗiniko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Vakakatyamara vose, vakakanganiswa, ndokutaurirana, vachiti, “Izvi zvinoti kudiniko?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Vose vakakatyamara vakakangaidzwa vachitaurirana vachiti, “Ko zvinoreveiko izvi?” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Vose vakakatyamara vakakangaidzwa vachitaurirana vachiti, “Ko zvinoreveiko izvi?” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Vakakatyamara uye vakakanganisika, vakabvunzana vachiti, “Zvinoreveiko izvi?” Viz kapitola |