Mabasa 19:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Pavakaona kuti muJudha, vakaramba vachidaidzira kwamaawa maviri vachiti, “Dhayana wavaEfeso mukuru.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ipapo ʋakati ʋaciʋona kuti iye muJuda, inzwi rimŋe rikamuka kunaʋose, ʋakaɗanidzira ŋguʋa dzineŋge mbiri, ʋaciti: Diana waʋaEfeso mukuru! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200234 Ipapo vakati vachiona kuti iye muJudha, izwi rimwe rikamuka kuna vose, vakadanidzira nguva dzinenge mbiri, vachiti, “Dhiyana wavaEfeso mukuru!” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Pavakaona kuti muJudha, vakaramba vachidaidzira kwamaawa maviri vachiti, “Dhayana wavaEfeso mukuru.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona34 Pavakaona kuti muJudha, vakaramba vachidaidzira kwamaawa maviri vachiti, “Dhayana wavaEfeso mukuru.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Asi pavakaona kuti iye aiva muJudha, vose vakadanidzira pamwe chete kwenguva dzinenge maawa maviri vachiti, “Mukuru ndiAritemisi wavaEfeso!” Viz kapitola |