Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 19:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Pane njodzi, kwete chete, yokuti shawo yedu iyi ichatorwa sechinhu pasina asi kutiwo Temberi yamwarikadzi mukuru Atemisi, ichava chinhu pasina uyewo achakoromorwa paukuru hwake, iye anonamatwa neAsia yose uye napasi pose.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 Ɀino njodzi ndiyo kuti habguzi ʋumhizha bgeɗu ɓedzi bguŋgaɀidzwa, asi kuti tembere yamŋarikadzi mukuru Diana icashoʋorwa, naiye amene, unonamatwa paAsia yose nenyika yose, abviswe paʋukuru bgake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

27 Zvino njodzi ndiyo kuti hahuzi humhizha hwedu bedzi hungazvidzwa, asi kuti temberi yamwarikadzi mukuru Dhiyana ichashorwa, naiye amene, anonamatwa paAsia yose nenyika yose, abviswe paukuru hwake.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 Pane njodzi, kwete chete, yokuti shawo yedu iyi ichatorwa sechinhu pasina asi kutiwo Temberi yamwarikadzi mukuru Atemisi, ichava chinhu pasina uyewo achakoromorwa paukuru hwake, iye anonamatwa neAsia yose uye napasi pose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 Pane njodzi, kwete chete, yokuti shawo yedu iyi ichatorwa sechinhu pasina asi kutiwo Temberi yamwarikadzi mukuru Atemisi, ichava chinhu pasina uyewo achakoromorwa paukuru hwake, iye anonamatwa neAsia yose uye napasi pose.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Zvino njodzi iripo ndeyokuti harizi basa redu bedzi richarasikirwa nembiri yaro, asiwo temberi yamwari wedu mukuru, Aritemisi, ichazvidzwa uye iye mwarikadzi pachake, anova ndiye ari kunamatwa munyika yose yeEzhia uye nenyika yose, achatorerwa ukuru hwake.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 19:27

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy