Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 19:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Munozviona uye muri kuzvinzwa kuti kwete muEfesusi chete asi kutenge Asia yose, Pauro uyu ari kukurudzira nokutsautsa vanhu vane chitsama chakati kuti, achiti, ‘Vamwari vakaitwa namaoko havasi vamwari.’

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 Ɀino munoʋona, nokunzwa, kuti Pauro uyu wakatendisa nokutsausa ʋazhinji, pasati pari paEfeso ɓedzi, asi paneŋge paAsia yose, aciti, ɀakaitwa namaʋoko haʋazi ʋamŋari.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

26 Zvino munoona, nokunzwa, kuti Pauro uyu akatendisa nokutsausa vazhinji, pasati pari paEfeso bedzi, asi panenge paAsia yose, achiti, zvakaitwa namaoko havazi vamwari.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 Munozviona uye muri kuzvinzwa kuti kwete muEfesusi chete asi kutenge Asia yose, Pauro uyu ari kukurudzira nokutsautsa vanhu vane chitsama chakati kuti, achiti, ‘Vamwari vakaitwa namaoko havasi vamwari.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 Munozviona uye muri kuzvinzwa kuti kwete muEfesusi chete asi kutenge Asia yose, Pauro uyu ari kukurudzira nokutsautsa vanhu vane chitsama chakati kuti, achiti, ‘Vamwari vakaitwa namaoko havasi vamwari.’

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 Zvino munozvionawo nokuzvinzwira kuti murume uyu Pauro akadzidzisa uye akatsausa vanhu vazhinji muno muEfeso, uye zviri pachena kuti nomunyika yose yeEzhia zvayo, anoti vamwari vakaitwa navanhu havasi vamwari chaivo.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 19:26

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy