Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 19:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akaunganidza ivava pamwechete navamwe vebasa rakada kuita sairoro akati, “Varume imi munoziva kuti mubasa iri ndimo matinowana upfumi hwedu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Akaʋaʋuŋganidza iʋo pamŋe cete naʋamŋe ʋaɓati ʋeɀakaɗaro, akati: Ʋarume, munoziʋa kuti neɓasa iri tinowana fuma yeɗu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 Akavaunganidza ivo pamwechete navamwe vabati vezvakadaro, akati, “Varume, munoziva kuti nebasa iri tinowana pfuma yedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Akaunganidza ivava pamwechete navamwe vebasa rakada kuita sairoro akati, “Varume imi munoziva kuti mubasa iri ndimo matinowana upfumi hwedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Akaunganidza ivava pamwechete navamwe vebasa rakada kuita sairoro akati, “Varume imi munoziva kuti mubasa iri ndimo matinowana upfumi hwedu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Akavaunganidza vose, pamwe chete navabati vaishanda mabasa akadaro, akati kwavari, “Varume, imi munoziva kuti takanga tichiwana pfuma yakanaka nebasa iri.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 19:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy