Mabasa 19:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mushure mezvizvi Pauro akafunga, achibatsirwa naMweya, kuti anofanira kupfuura nokuMasedhonia nokuAkaya achienda kuJerusaremu achiti, “Kana ndamboti garei ikoko ndinofanirawo kundoona Roma.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Iɀoɀo ɀakati ɀapedziswa, Pauro akafuŋga mumŋoyo make kuenda Jerusarema, kana ambogura napaMakedonia neAkaya, aciti: Kana ndamboenda ikoko, ndinofanira kundoʋona Roma ʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Izvozvo zvakati zvapedziswa, Pauro akafunga mumwoyo make kuenda Jerusaremu, kana ambogura napaMakedhonia neAkaya, achiti, “Kana ndamboenda ikoko, ndinofanira kundowana Romawo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Mushure mezvizvi Pauro akafunga, achibatsirwa naMweya, kuti anofanira kupfuura nokuMasedhonia nokuAkaya achienda kuJerusaremu achiti, “Kana ndamboti garei ikoko ndinofanirawo kundoona Roma.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Mushure mezvizvi Pauro akafunga, achibatsirwa naMweya, kuti anofanira kupfuura nokuMasedhonia nokuAkaya achienda kuJerusaremu achiti, “Kana ndamboti garei ikoko ndinofanirawo kundoona Roma.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Shure kwokunge zvose izvi zvaitika, Pauro akafunga zvokuenda kuJerusarema achipfuura nokuMasedhonia, nokuAkaya achiti, “Kana ndambosvika ikoko, ndinofanira kushanyirawo Roma.” Viz kapitola |