Mabasa 19:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kwaiva navanakomana vanomwe vomupristi mukuru ainzi Sikevha vaiita izvozvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ʋaiʋa ʋanakomana ʋanomŋe ʋomumŋe muJuda, wainzi Skeva, muprista mukuru, ʋaiita iɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Vaiva vanakomana vanomwe vomumwe muJudha, ainzi Sikeva, mupristi mukuru, vaiita izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Kwaiva navanakomana vanomwe vomupristi mukuru ainzi Sikevha vaiita izvozvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Kwaiva navanakomana vanomwe vomupristi mukuru ainzi Sikevha vaiita izvozvo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Vanakomana vanomwe vaSikevha muprista mukuru wavaJudha, vakanga vachiita izvozvo. Viz kapitola |