Mabasa 18:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akabvapo akaenda kumba komumwe ainzi Titosi Jusitusi munhu aitya Mwari. Imba yake yaiva pedyo nesinagogu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Akabva’po, akapinda mumba momumŋe, wainzi Tito Justo, wainamata Mŋari, imba yake yaiʋa pedyo nesinagoge. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Akabvapo, akapinda mumba momumwe, ainzi Tito Jusuto, ainamata Mwari, imba yake yaiva pedyo nesinagoge. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Akabvapo akaenda kumba komumwe ainzi Titosi Jusitusi munhu aitya Mwari. Imba yake yaiva pedyo nesinagogu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Akabvapo akaenda kumba komumwe ainzi Titosi Jusitusi munhu aitya Mwari. Imba yake yaiva pedyo nesinagogu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Ipapo Pauro akabuda musinagoge akaenda kumba kwaTitiasi Jastasi munhu ainamata Mwari. Viz kapitola |