Mabasa 18:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akanga akadzidziswa nzira yaTenzi uye nemwoyo wake wose aitaura nokudzidzisa nemazvo chaimo zvaJesu kunyange aiziva ruombeko rwaJohani chete. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Uyu wakaŋga adzidziswa nzira yaShe, akashiŋgaira nomŋeya, acitaura nokunatso‐dzidzisa ɀaJesu, aciziʋa rubapatidzo rwaJohane ɓedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200225 Uyu akanga adzidziswa nzira yaIshe, akashingaira nomweya, achitaura nokunatsodzidzisa zvaJesu, achiziva rubhabhatidzo rwaJohani bedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Akanga akadzidziswa nzira yaTenzi uye nemwoyo wake wose aitaura nokudzidzisa nemazvo chaimo zvaJesu kunyange aiziva ruombeko rwaJohani chete. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona25 Akanga akadzidziswa nzira yaTenzi uye nemwoyo wake wose aitaura nokudzidzisa nemazvo chaimo zvaJesu kunyange aiziva ruombeko rwaJohani chete. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Akanga akadzidziswa nzira yaShe, uye aitaura nesimba guru achinyatsodzidzisa nezvaJesu, kunyange zvake aingoziva nezvorubhabhatidzo rwaJohani. Viz kapitola |