Mabasa 18:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Paakanga ava kuenda akati, “Ndichadzoka kwamuri kana Mwari achida. Akaenda nechikepe achibva kuEfesusi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 asi wakawonekana naʋo, aciti: Ndicadzokera ɀe kwamuri, kana Mŋari aciɗa, akabva paEfeso necikepe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 asi wakaonekana navo, achiti, “Ndichadzokerazve kwamuri, kana Mwari achida,” akabva Efeso nechikepe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Paakanga ava kuenda akati, “Ndichadzoka kwamuri kana Mwari achida. Akaenda nechikepe achibva kuEfesusi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Paakanga ava kuenda akati, “Ndichadzoka kwamuri kana Mwari achida. Akaenda nechikepe achibva kuEfesusi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Asi paakabva, akavimbisa achiti, “Ndichadzokazve kana Mwari achida.” Ipapo akakwira chikepe kubva kuEfeso. Viz kapitola |