Mabasa 18:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino zvairi nyaya yokubvunza pamusoro pezvamazwi nezvamazita uye nezvomutemo wenyu, zvionerei pachenyu. Handidi kuva mutongi mune zvinhu izvi.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi kana dziri nharo pamsoro pamashoko namazita nomurairo wenyu, tambai henyu imi mhoȿa iyo; ini handiɗi kuʋa mutoŋgi waiɀoɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Asi kana dziri nharo pamusoro pamashoko namazita nomurayiro wenyu, tambai henyu imi mhosva iyo; ini handidi kuva mutongi waizvozvo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Zvino zvairi nyaya yokubvunza pamusoro pezvamazwi nezvamazita uye nezvomutemo wenyu, zvionerei pachenyu. Handidi kuva mutongi mune zvinhu izvi.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Zvino zvairi nyaya yokubvunza pamusoro pezvamazwi nezvamazita uye nezvomutemo wenyu, zvionerei pachenyu. Handidi kuva mutongi mune zvinhu izvi.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Asi sezvo ichingova mibvunzo pamusoro pamashoko namazita uye nezvomurayiro wenyu, gadzirisanai pachenyu. Ini handidi kutonga nyaya dzakadai.” Viz kapitola |