Mabasa 18:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Panguva yakanga Gario ari gavhuna weAkaya, vaJudha vakaita rimwe kurwisa Pauro. Vakamuunza kudare Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ɀino Gario wakati aʋa muɓati weAkaya, ʋaJuda ʋakamukira Pauro nomŋoyo mumŋe, ʋakaʋuya naye pacigaro cokutoŋga, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Zvino Gario akati ava mubati weAkaya, vaJudha vakamukira Pauro nomwoyo mumwe, vakauya naye pachigaro chokutonga, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Panguva yakanga Gario ari gavhuna weAkaya, vaJudha vakaita rimwe kurwisa Pauro. Vakamuunza kudare Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Panguva yakanga Gario ari gavhuna weAkaya, vaJudha vakaita rimwe kurwisa Pauro. Vakamuunza kudare Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Panguva iyo Gario akanga ari mubati weAkaya, vaJudha vakabatana mukurwisa Pauro uye vakauya naye kudare redzimhosva. Viz kapitola |