Mabasa 17:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nguva dzokusaziva dziya, Mwari haana hanya nadzo. Asi iye zvino anoti munhu wose, kose kose zvako, anofanira kupinduka, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Naiɀoɀo Mŋari wakarega hake kuraŋgarira ŋguʋa dzokusaziʋa; asi ɀino unoraira ʋanhu ʋose kwose‐kwose kuti ʋatendeʋuke. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200230 Naizvozvo Mwari akarega hake kurangarira nguva dzokusaziva; asi zvino anorayira vanhu vose kwose-kwose kuti vatendeuke. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Nguva dzokusaziva dziya, Mwari haana hanya nadzo. Asi iye zvino anoti munhu wose, kose kose zvako, anofanira kupinduka, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona30 Nguva dzokusaziva dziya, Mwari haana hanya nadzo. Asi iye zvino anoti munhu wose, kose kose zvako, anofanira kupinduka, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Mwari akarega hake kurangarira nguva dzakare dzokusaziva kwakadai, asi zvino anorayira vanhu vose kwose kwose kuti vatendeuke. Viz kapitola |