Mabasa 17:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akaita marudzi ose avanhu kubva kumunhu mumwechete kuti vagare pasi pose. Akatema mwaka nemiganho nenyika dzavanogara, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 wakaita marudzi ose aʋanhu, acibva kunomumŋe cete, kuti agare pose panyika; ambotara ŋguʋa dzaʋakatemerwa, nemiganhu yokugara kwaʋo; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 akaita marudzi ose avanhu, achibva kunomumwechete, kuti agare pose panyika; ambotara nguva dzavakatemerwa, nemiganhu yokugara kwavo; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Akaita marudzi ose avanhu kubva kumunhu mumwechete kuti vagare pasi pose. Akatema mwaka nemiganho nenyika dzavanogara, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Akaita marudzi ose avanhu kubva kumunhu mumwechete kuti vagare pasi pose. Akatema mwaka nemiganho nenyika dzavanogara, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Kubva pamunhu mumwe chete akaita ndudzi dzose dzavanhu, kuti vagare panyika yose; uye akavatarira nguva nenzvimbo dzavo chaidzo dzavangagara. Viz kapitola |