Mabasa 17:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanhu vomuAtene vose nevechirudzi vaigaramo vaipedzera nguva yavo vachitaura nokunzwa zvinhu zvitsva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 (Ɀino ʋaAtene ʋose, naʋatorwa ʋaigara’po, ʋaiŋgofarira cinhu cimŋe cete, kutaura kana kunzwa cinhu citȿa.) Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 (Zvino vaAteni vose, navatorwa vaigarapo, vaingofarira chinhu chimwechete, kutaura kana kunzwa chinhu chitsva.) Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Vanhu vomuAtene vose nevechirudzi vaigaramo vaipedzera nguva yavo vachitaura nokunzwa zvinhu zvitsva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Vanhu vomuAtene vose nevechirudzi vaigaramo vaipedzera nguva yavo vachitaura nokunzwa zvinhu zvitsva. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 (VaAtene vose navatorwa vaigara ipapo vaipedza nguva yavo vasina chimwe chavanoita kunze kwokungotaura nokuteerera pfungwa itsva). Viz kapitola |