Mabasa 17:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakamutora vakaenda kuAriopagusi vachiti, “Tingade kuziva kuti chidzidziso chitsva ichi chaunopa ndechei? Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ipapo ʋakamuɓata, ʋakamuisa paAreopago, ʋakati: Ŋgatinzwe ʋo kuti kudzidzisa uku kutȿa, kunotaurwa newe, ndokweiko? Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Ipapo vakamubata, vakamuisa paAreopago, vakati, “Ngatinzwewo kuti kudzidzisa uku kutsva, kunotaurwa newe, ndokweiko? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakamutora vakaenda kuAriopagusi vachiti, “Tingade kuziva kuti chidzidziso chitsva ichi chaunopa ndechei? Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakamutora vakaenda kuAriopagusi vachiti, “Tingade kuziva kuti chidzidziso chitsva ichi chaunopa ndechei? Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Ipapo vakamutora vakaenda naye kumusangano weAreopagasi, vakati kwaari, “Tinoda kuziva kuti dzidziso itsva iyi yauri kudzidzisa ndeyei? Viz kapitola |