Mabasa 17:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Naizvozvo aikurukurirana musinagogu navaJudha navaitya Mwari. Mazuva ose, panzvimbo inoungana vanhu veguta iroro, aikurukura navainge vangouyawo ipapo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo akataurirana musinagoge naʋaJuda, naʋainamata Mŋari, napaɗare zuʋa rimŋe nerimŋe, naʋaakasoŋgana naʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo akataurirana musinagoge navaJudha, navainamata Mwari, napadare zuva rimwe nerimwe, navaakasangana navo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Naizvozvo aikurukurirana musinagogu navaJudha navaitya Mwari. Mazuva ose, panzvimbo inoungana vanhu veguta iroro, aikurukura navainge vangouyawo ipapo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Naizvozvo aikurukurirana musinagogu navaJudha navaitya Mwari. Mazuva ose, panzvimbo inoungana vanhu veguta iroro, aikurukura navainge vangouyawo ipapo. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Saka akataurirana navaJudha navaGiriki vaitya Mwari musinagoge, uyewo napamusika zuva rimwe nerimwe naavo vainge varipo. Viz kapitola |