Mabasa 17:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaJudha vokuTesaronika pavakanzwa kuti Shoko raMwari riri kuparidzwa kuBherea naPauro, vakaendawo ikoko kundomutsa manyongori nokunyandutsa vanhu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Asi ʋaJuda ʋeTesaronika, ʋakati ʋacinzwa kuti shoko raMŋari roparidzwa naPauro paBerea, ʋakaȿika ʋo ipapo, ʋakamutsa nokupesanisa ʋazhinji. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Asi vaJudha veTesaronika, vakati vachinzwa kuti shoko raMwari roparidzwa naPauro paBheriya, vakasvikawo ipapo, vakamutsa nokupesanisa vazhinji. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 VaJudha vokuTesaronika pavakanzwa kuti Shoko raMwari riri kuparidzwa kuBherea naPauro, vakaendawo ikoko kundomutsa manyongori nokunyandutsa vanhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 VaJudha vokuTesaronika pavakanzwa kuti Shoko raMwari riri kuparidzwa kuBherea naPauro, vakaendawo ikoko kundomutsa manyongori nokunyandutsa vanhu. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 VaJudha vokuTesaronika vakati vanzwa kuti Pauro akanga achiparidza shoko raMwari paBheria, vakaendazve ikoko, vakakurudzira uye vakakuchidzira bope pakati pavanhu vazhinji. Viz kapitola |