Mabasa 16:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakauya vakakumbira ruregerero. Vakavaburitsa vakavakumbira kuti vabve muguta iroro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 ʋakaȿika, ʋakakumbira ɀikuru kwaʋari; ʋakaʋaɓuɗisa, ndokukumbira kuti ʋabve muguta raʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200239 vakasvika, vakakumbira zvikuru kwavari; vakavabudisa, mutorongo ndokuvakumbira kuti vabve muguta ravo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 Vakauya vakakumbira ruregerero. Vakavaburitsa vakavakumbira kuti vabve muguta iroro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona39 Vakauya vakakumbira ruregerero. Vakavaburitsa vakavakumbira kuti vabve muguta iroro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 Vakauya kuzovanyengetedza ndokuvabudisa mutorongo, vachivakumbira kuti vabve muguta. Viz kapitola |