Mabasa 16:38 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Mapurisa akasvitsa shoko iri kuna vatongi. Vakatya pavakanzwa kuti, pamutemo vanhu ava vaiva vaRoma. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)38 Mapurisa akaʋudza ʋatoŋgi mashoko iwayo; ʋakatya ʋacinzwa kuti ʋaRoma; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200238 Mapurisa akaudza vatongi mashoko iwayo; vakatya vachinzwa kuti vaRoma; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika38 Mapurisa akasvitsa shoko iri kuna vatongi. Vakatya pavakanzwa kuti, pamutemo vanhu ava vaiva vaRoma. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona38 Mapurisa akasvitsa shoko iri kuna vatongi. Vakatya pavakanzwa kuti, pamutemo vanhu ava vaiva vaRoma. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi38 Vabati vakandozivisa vatongi izvozvo, uye ivo vakati vanzwa kuti Pauro naSirasi vakanga vari vaRoma, vakatya kwazvo. Viz kapitola |