Mabasa 16:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Pakwakanga kwaedza vatongi vakatuma mapurisa vachiti, “Regai vanhu vaya vaende zvavo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Ɀino kwakati kwaedza, ʋatoŋgi ʋakatuma mapurisa, ʋaciti: Sunuŋgurai ʋanhu ʋaya. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200235 Zvino kwakati kwaedza vatongi vakatuma mapurisa, vachiti, “Sunungurai vanhu vaya.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Pakwakanga kwaedza vatongi vakatuma mapurisa vachiti, “Regai vanhu vaya vaende zvavo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona35 Pakwakanga kwaedza vatongi vakatuma mapurisa vachiti, “Regai vanhu vaya vaende zvavo.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Kwakati kwaedza, vatongi vakatuma vabati vavo kumuchengeti wetorongo neshoko rokuti: “Sunungura varume vaya.” Viz kapitola |