Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 16:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vari kukurudzira tsika dzisingagamuchiriki kana kuteverwa nesu vechiRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 ʋaciparidza tsika. dzatisinakutenderwa kugamucira, kana kuita, isu ʋaRoma.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

21 vachiparidza tsika dzatisina kutenderwa kugamuchira, kana kuita, isu vaRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 Vari kukurudzira tsika dzisingagamuchiriki kana kuteverwa nesu vechiRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 Vari kukurudzira tsika dzisingagamuchiriki kana kuteverwa nesu vechiRoma.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 vachidzidzisa tsika dzisingabvumirwi nesu vaRoma kuti tidzigamuchire kana kudziita.”

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 16:21

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy