Mabasa 16:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mumwe waavo vakatinzwa aiva mudzimai ainzi Ridhia weguta reTiatira aitengesa machira oruvara rwehute ainge ari munamati waMwari. Tenzi akazarura mwoyo wake kuti atirimuke mwoyo kune zvaitaurwa naPauro. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino mumŋe mukadzi, wainzi Ridia, muteŋgesi weŋguʋo tȿuku, womusha weTiatira, wainamata Mŋari, akatinzwa; Ishe akazarura mŋoyo wake, kuti aterere ɀaitaurwa naPauro. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Zvino mumwe mukadzi, ainzi Ridhia, mutengesi wenguo tsvuku, womusha weTiatira, ainamata Mwari, akatinzwa; Ishe akazarura mwoyo wake, kuti ateerere zvaitaurwa naPauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mumwe waavo vakatinzwa aiva mudzimai ainzi Ridhia weguta reTiatira aitengesa machira oruvara rwehute ainge ari munamati waMwari. Tenzi akazarura mwoyo wake kuti atirimuke mwoyo kune zvaitaurwa naPauro. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mumwe waavo vakatinzwa aiva mudzimai ainzi Ridhia weguta reTiatira aitengesa machira oruvara rwehute ainge ari munamati waMwari. Tenzi akazarura mwoyo wake kuti atirimuke mwoyo kune zvaitaurwa naPauro. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Mumwe waavo vakanga vakateerera aiva mudzimai ainzi Ridhia, aiva nebasa rokutengesa nguo dzomucheka wepepuru dzaibva kuguta reTiatira, ainamata Mwari. Ishe akazarura mwoyo wake kuti agamuchire mashoko aPauro. Viz kapitola |