Mabasa 15:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Mushure memazuva akati kuti Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Uya tidzokere tindoshanyira vehama muguta rimwe nerimwe matakaparidza shoko raTenzi tione kuti vakadii.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Ɀino mamŋe mazuʋa akati apfuʋura, Pauro akati kunaBarnabasi: Ŋgatidzoke ɀe tindoshanyira hama muguta rimŋe nerimŋe matakaparidza shoko raShe, tiʋone kuti ʋakaɗini. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200236 Zvino mamwe mazuva akati apfuura, Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Ngatidzokezve tindoshanyira hama muguta rimwe nerimwe matakaparidza shoko raIshe, tione kuti vakadini.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Mushure memazuva akati kuti Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Uya tidzokere tindoshanyira vehama muguta rimwe nerimwe matakaparidza shoko raTenzi tione kuti vakadii.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona36 Mushure memazuva akati kuti Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Uya tidzokere tindoshanyira vehama muguta rimwe nerimwe matakaparidza shoko raTenzi tione kuti vakadii.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Mushure mechinguva Pauro akati kuna Bhanabhasi, “Ngatimbodzokera timbondoshanyira hama kuna mamwe maguta atakaparidza shoko raShe tinoona kuti vakadii zvavo.” Viz kapitola |