Online Bible

- Reklamy -




Mabasa 15:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pavakaiverenga vakafara nokukurudzirwa ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Iʋo ʋakati ʋairaʋa, ʋakafara ɀikuru pamsoro pokuʋaraidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Ivo vakati vairava, vakafara zvikuru pamusoro pokuvaraidzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Pavakaiverenga vakafara nokukurudzirwa ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Pavakaiverenga vakafara nokukurudzirwa ikoko.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Vanhu vakaiverenga vakafara kwazvo nokuda kweshoko rayo rokukurudzira.

Viz kapitola kopírovat




Mabasa 15:31

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy