Mabasa 15:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Zvaonekwa zviri zvinhu zvakanaka kuna Mweya Mutsvene nokunesu, kuti tirege kukuremedzai nezvinopfuura izvi chete zvinodiwa, Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Nokuti Mŋeya Mutȿene nesu takati ɀakanaka, kuti tirege kukutakudzai mutoro mukuru kuneɀinhu iɀi ɀakafanira, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200228 Nokuti Mweya Mutsvene nesu takati zvakanaka, kuti tirege kukutakudzai mutoro mukuru kune zvinhu izvi zvakafanira, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Zvaonekwa zviri zvinhu zvakanaka kuna Mweya Mutsvene nokunesu, kuti tirege kukuremedzai nezvinopfuura izvi chete zvinodiwa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona28 Zvaonekwa zviri zvinhu zvakanaka kuna Mweya Mutsvene nokunesu, kuti tirege kukuremedzai nezvinopfuura izvi chete zvinodiwa, Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Zvinenge zvakanaka kuMweya Mutsvene nesu kuti tirege kukuremedzai nomutoro upi zvawo unopfuura zvinodikanwa izvi: Viz kapitola |