Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 15:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Isu takaungana kudai, uye tawirirana, tazviona zvakanaka, kuti tisarudze varume, tivatume kwamuri pamwechete naBhanabhasi naPauro,

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 takati nomŋoyo mumŋe ɀakanaka kuti tisanaŋgure ʋarume, tiʋatumire kwamuri, pamŋe cete naBarnabasi naPauro, ʋaɗikanwa ʋeɗu;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 takati nomwoyo mumwe zvakanaka kuti titsanangure varume, tivatumire kwamuri, pamwechete naBhanabhasi naPauro, vadikanwi vedu;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Isu takaungana kudai, uye tawirirana, tazviona zvakanaka, kuti tisarudze varume, tivatume kwamuri pamwechete naBhanabhasi naPauro,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

25 Isu takaungana kudai, uye tawirirana, tazviona zvakanaka, kuti tisarudze varume, tivatume kwamuri pamwechete naBhanabhasi naPauro,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

25 Saka tose takatenderana kuti tisarudze varume pakati pedu tigovatuma kwamuri pamwe chete neshamwari dzedu dzinodikanwa ivo Bhanabhasi naPauro,

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 15:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy