Mabasa 15:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 vakanga vari vatungamiri pakati pevehama netsamba iyi: “Ndisu vehama, navapositori navakuru vakuru tinokunyorerai imi vehama vechirudzi muri muAndiyoku nekuSiria nekuSirisia tichikukwazisai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋakanyora ŋwadi, ʋakaituma naʋo, yaiti: Ʋaapostora naʋakuru pahama, kuhama dzokuʋahedeni paAntiokia, napaSiria, napaKirikia: Mufaro! Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vakanyora tsamba, vakaituma navo, yaiti, “Vapostori navakuru pahama, kuhama dzokuvahedheni paAndioki, napaSiria, napaKirikia; mufaro! Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 vakanga vari vatungamiri pakati pevehama netsamba iyi: “Ndisu vehama, navapositori navakuru vakuru tinokunyorerai imi vehama vechirudzi muri muAndiyoku nekuSiria nekuSirisia tichikukwazisai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 vakanga vari vatungamiri pakati pevehama netsamba iyi: “Ndisu vehama, navapositori navakuru vakuru tinokunyorerai imi vehama vechirudzi muri muAndiyoku nekuSiria nekuSirisia tichikukwazisai. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 Vakatumira tsamba yaiti: Vapostori navakuru, idzo hama dzenyu, kuvatendi nokune veDzimwe Ndudzi vari muAndioki, Siria nomuSirisia: Kwaziwai. Viz kapitola |