Mabasa 15:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Nokuti kubvira pazvizvarwa zvokutanga mutemo waMosesi wakaparidzwa muguta roga roga uye unoverengwa mumasinagogu pamaSabata ose ose.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nokuti Mosesi kubva pamarudzi ekare, waiʋa naʋanomuparidza paguta rimŋe nerimŋe, acirabga mumasinagoge saɓata rimŋe nerimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 Nokuti Mosesi kubva pamarudzi ekare, aiva navanomuparidza paguta rimwe nerimwe, achirawa mumasinagoge Sabata rimwe nerimwe.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Nokuti kubvira pazvizvarwa zvokutanga mutemo waMosesi wakaparidzwa muguta roga roga uye unoverengwa mumasinagogu pamaSabata ose ose.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Nokuti kubvira pazvizvarwa zvokutanga mutemo waMosesi wakaparidzwa muguta roga roga uye unoverengwa mumasinagogu pamaSabata ose ose.” Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Nokuti kubva kare Mozisi akanga achiparidzwa muguta rimwe nerimwe uye anoverengwa musinagoge paSabata rimwe nerimwe.” Viz kapitola |