Mabasa 15:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Simoni atitaurira kuti Mwari akashanyira sei vechirudzi, nokutora vanhu mukati mavo vanodaidzwa nezita rake. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Simeoni wakarondedzera mutaŋgire waMŋari kumutsa ʋahedeni, kuti atore kwaʋari ʋanhu ʋezita rake. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Simoni akarondedzera matangiro aMwari kumutsa vahedheni, kuti atore kwavari vanhu vezita rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Simoni atitaurira kuti Mwari akashanyira sei vechirudzi, nokutora vanhu mukati mavo vanodaidzwa nezita rake. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Simoni atitaurira kuti Mwari akashanyira sei vechirudzi, nokutora vanhu mukati mavo vanodaidzwa nezita rake. Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Simoni arondedzera kwatiri kuti pakutanga Mwari akaratidza nyasha dzake sei paakazvitorera vanhu vake kubva kune veDzimwe Ndudzi. Viz kapitola |