Mabasa 14:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akateerera Pauro achitaura. Pauro akanyatsomutarisisa. Paakaona kuti ane chitendero chokuti angaponeswe Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Iye wakanzwa Pauro acitaura; ɀino iye wakati acimutarisisa, akaʋona kuti unokutenda kuti uŋgaporeswa, Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 Iye akanzwa Pauro achitaura; zvino iye akati achimutarisisa, akaona kuti anokutenda kuti angaporeswa, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Akateerera Pauro achitaura. Pauro akanyatsomutarisisa. Paakaona kuti ane chitendero chokuti angaponeswe Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 Akateerera Pauro achitaura. Pauro akanyatsomutarisisa. Paakaona kuti ane chitendero chokuti angaponeswe Viz kapitolaBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Akateerera Pauro paakanga achitaura. Pauro akamutarisisa, akaona kuti akanga ano kutenda kuti angaporeswa Viz kapitola |