Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 14:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi vanhu veguta iroro vakanga vakakamukana. Vamwe vaiva kurutivi rwavaJudha vamwe vari divi ravapositori.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Asi ʋanhu ʋazhinji ʋeguta ʋakapesana, ʋamŋe ʋakaʋa kuʋaJuda, ʋamŋe kuʋaapostora.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Asi vanhu vazhinji veguta vakapesana, vamwe vakava kuvaJudha, vamwe kuvapostori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Asi vanhu veguta iroro vakanga vakakamukana. Vamwe vaiva kurutivi rwavaJudha vamwe vari divi ravapositori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Asi vanhu veguta iroro vakanga vakakamukana. Vamwe vaiva kurutivi rwavaJudha vamwe vari divi ravapositori.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Vanhu vomuguta vakapesana; vamwe vakatsigira vaJudha, vamwewo vakatsigira vapostori.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 14:4

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy