Online Bible

- Reklamy -

Mabasa 14:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 KuIkoniumu vakapinda vose pamwechete musinagogu yavaJudha vakataura zvokuti boka guru ravaJudha navaGiriki rakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino paIkonio ʋakapinda kamŋe ʋose musinagoge raʋaJuda, ʋakataura nokuɗaro kuti ʋazhinji‐zhinji ʋaʋaJuda naʋaGiriki ʋakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino paIkonio vakapinda kamwe vose musinagoge ravaJudha, vakataura nokudaro kuti vazhinjizhinji vavaJudha navaGiriki vakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 KuIkoniumu vakapinda vose pamwechete musinagogu yavaJudha vakataura zvokuti boka guru ravaJudha navaGiriki rakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 KuIkoniumu vakapinda vose pamwechete musinagogu yavaJudha vakataura zvokuti boka guru ravaJudha navaGiriki rakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 PaIkoniamu Pauro naBhanabhasi vakasvikopinda musinagoge ravaJudha sezvavaisiita nguva dzose. Imomo vakataura zvinobata mwoyo kwazvo zvokuti vaJudha vazhinji neveDzimwe Ndudzi vakatenda.

Viz kapitola kopírovat

Mabasa 14:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy